Job 19:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakadziʋira nzira yaŋgu, kuti ndirege kupfuʋura; Akaisa rima panzira dzaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akadzivira nzira yangu kuti ndikonewe kupfuura; akaisa rima munzira dzangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akavaka panzira pangu rusvingo zvokuti handikwanisi kupfuura, akakwidibira nzira yangu nerima.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akadzivira nzira yangu, kuti ndirege kupfuura; Akaisa rima panzira dzangu.
Shona 2009?
Akadzivira nzira yangu, kuti ndirege kupfuura; Akaisa rima panzira dzangu.
Shona SUB 2002 Bible
Akadzivira nzira yangu, kuti ndirege kupfuura; Akaisa rima panzira dzangu.