Job 2:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋakagara pasi naye mazuʋa manomŋe noʋusiku ʋunomŋe, asi hakuna‐nomumŋe wakataura naye kunyaŋge shoko rimŋe; nokuti ʋakaʋona kuti njodzi yake yakaŋga iri huru kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vakagara pasi naye kwamazuva manomwe nousiku hunomwe. Hakuna munhu akagona kutaura kana shoko kwaari, nokuti vakaona kukura kwokutambudzika kwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakagara pasi naye siku nesikati kwamazuva manomwe pasina aimbotaura naye izwi rimwechete zvaro nokuti vakaona kuti kurwadziwa kwake kwakanga kwakanyanya kwazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo vakagara pasi naye mazuva manomwe nousiku hunomwe; asi hakuna nomumwe akataura naye kunyange shoko rimwe; nokuti vakaona kuti njodzi yake yakanga iri huru kwazvo.
Shona 2009?
Ipapo vakagara pasi naye mazuva manomwe nousiku hunomwe; asi hakuna nomumwe akataura naye kunyange shoko rimwe; nokuti vakaona kuti njodzi yake yakanga iri huru kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo vakagara pasi naye mazuva manomwe nousiku hunomwe; asi hakuna nomumwe akataura naye kunyangwe shoko rimwe; nokuti vakaona kuti njodzi yake yakanga iri huru kwazvo.