Job 2:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Satani akapindura Jehova, akati: Ganda rinotsibga neganda, ɀose ɀaanaɀo munhu uŋgaɀiisira ʋupenyu bgake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Satani akapindura achiti, “Ganda neganda! Munhu angapa zvose zvaanazvo nokuda kwoupenyu hwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Satani akapindura Tenzi achiti, “Ganda ngariitwe mutengano webveni neganda. Pane zvoupenyu, munhu anoripa nazvose zvaanazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Satani akapindura Jehovha, akati, “Ganda rinotsihwa neganda, zvose zvaanazvo munhu angazviisira upenyu hwake.
Shona 2009?
Satani akapindura Jehovha, akati, "Ganda rinotsihwa neganda, zvose zvaanazvo munhu angazviisira upenyu hwake.
Shona SUB 2002 Bible
Satani akapindura Jehovha, akati, “Ganda rinotsihwa neganda, zvose zvaanazvo munhu angazviisira upenyu hwake.