Job 2:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akatora caeŋga akaɀikwenya naco; akagara pasi pakati pamaɗota.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Jobho akatora chaenga akazvikwenya nacho paakanga agere pakati pamadota.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jobhu akatora chaenga chaaizvikwenya nacho achigara zvake kumadota.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jobho akatora chaenga akazvikwenya nacho; akagara pasi pakati pamadota.
Shona 2009?
Jobho akatora chaenga akazvikwenya nacho; akagara pasi pakati pamadota.
Shona SUB 2002 Bible
Jobho akatora chaenga akazvikwenya nacho; akagara pasi pakati pamadota.