Job 2:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo mukadzi wake akati kwaari: Ucarambira naɀino pakururama kwako here? Shoʋora Mŋari, ufe hako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mukadzi wake akati, “Ucharambira pakururama kwako kusvikira riniko? Tuka Mwari ufe!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mudzimai wake akamuti, “Mucharamba makangoomererana noururami hwenyu here? Dai matoshonha zvenyu Mwari mufe.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo mukadzi wake akati kwaari, “Ucharambira nazvino pakururama kwako here? Shora Mwari, ufe hako.”
Shona 2009?
Ipapo mukadzi wake akati kwaari, "Ucharambira nazvino pakururama kwako here? Shora Mwari, ufe hako."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo mukadzi wake akati kwaari, “Ucharambira nazvino pakururama kwako here? Shora Mwari, ufe hako.”