Job 20:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunyaŋge kutadza kucitapira mumuromo make, Kunyaŋge akaɀiʋanza pasi porurimi rwake;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Kunyange chakaipa chichitapira mumukanwa, uye achichiviga pasi porurimi rwake,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kunyange uipi huchimbonaka mukanwa make, achihuviga pasi porurimi rwake,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kunyange kutadza kuchitapira mumuromo make, Kunyange akazvivanza pasi porurimi rwake;
Shona 2009?
Kunyange kutadza kuchitapira mumuromo make, Kunyange akazvivanza pasi porurimi rwake;
Shona SUB 2002 Bible
Kunyangwe kutadza kuchitapira mumuromo make, Kunyangwe akazvivanza pasi porurimi rwake;