Job 20:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀaakaɓatira ucaɀidzosa ɀe, haaŋgaɀimedzi; Haaŋgaʋi nomufaro wakaenzana nefuma yake yaakawana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvaakatamburira anofanira kuzvidzosazve zvisina kudyiwa; haangafadzwi nezvaakawana pakutengesa kwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Achadzorera muchero webasa rake asina kumboudya. Zvaanowana pashawo dzake hazvimbomupa mufaro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvaakabatira achazvidzosazve, haangazvimedzi; Haangavi nomufaro wakaenzana nepfuma yake yaakawana.
Shona 2009?
Zvaakabatira achazvidzosazve, haangazvimedzi; Haangavi nomufaro wakaenzana nefuma yake yaakawana.
Shona SUB 2002 Bible
Zvaakabatira achazvidzosazve, haangazvimedzi; Haangavi nomufaro wakaenzana nepfuma yake yaakawana.