Job 20:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pakati peɀakawanda ɀefuma yake ucamanikidzwa; Ruʋoko rwomumŋe nomumŋe uri panjodzi rucarwa naye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pakati pezvakawanda zvake, nhamo ichamukunda; kuzara kwenjodzi kuchauya pamusoro pake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paanenge ane zvose zvaanoda kuzvidya mwoyo kunobva kwamupinda ndopaanowirwa chaizvo nenhamo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pakati pezvakawanda zvepfuma yake achamanikidzwa; Ruoko rwomumwe nomumwe ari panjodzi rucharwa naye.
Shona 2009?
Pakati pezvakawanda zvefuma yake achamanikidzwa; Ruoko rwomumwe nomumwe ari panjodzi rucharwa naye.
Shona SUB 2002 Bible
Pakati pezvakawanda zvepfuma yake achamanikidzwa; Ruoko rwomumwe nomumwe ari panjodzi rucharwa naye.