Job 20:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana aciɗa kugutsa ɗumbu rake, Mŋari ucatuma kutsamŋa kwake kukuru pamsoro pake, Ucakunisa pamsoro pake, ɀiʋe ɀokudya ɀake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Paanenge agutsa dumbu rake, Mwari achatuma kutsamwa kwake kunopisa pamusoro pake, uye achanayisa kurova kwake pamusoro pake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Angazadze zvake dumbu asi Mwari anomuvirukira nehasha shamhu dzigonaya paari sechokudya chake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana achida kugutsa dumbu rake, Mwari achatuma kutsamwa kwake kukuru pamusoro pake, Achakunisa pamusoro pake, zvive zvokudya zvake.
Shona 2009?
Kana achida kugutsa dumbu rake, Mwari achatuma kutsamwa kwake kukuru pamusoro pake, Achakunisa pamusoro pake, zvive zvokudya zvake.
Shona SUB 2002 Bible
Kana achida kugutsa dumbu rake, Mwari achatuma kutsamwa kwake kukuru pamusoro pake, Achakunaisa pamusoro pake, zvive zvokudya zvake.