Job 20:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakaceŋgetererwa rima guru iʋe fuma yake, Mŋoto usina‐kupfutidzwa nomunhu ucamuparadza; Ucapedza ɀakasara patente rake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
rima guru richavandira pfuma yake. Moto usina kupfutidzwa uchamuparadza uye uchapedza zvakasara mutende rake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rima rakati kwirindindi rakamumirira, moto usingafutidzwi uchamuroromesa zvinenge zvasara mutendhe zvichaparadzwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akachengetererwa rima guru ive pfuma yake, Moto usina kupfutidzwa nomunhu uchamuparadza; Uchapedza zvakasara patende rake.
Shona 2009?
Akachengetererwa rima guru ive fuma yake, Moto usina kupfutidzwa nomunhu uchamuparadza; Uchapedza zvakasara patende rake.
Shona SUB 2002 Bible
Akachengetererwa rima guru ive pfuma yake, Moto usina kupfutidzwa nomunhu uchamuparadza; Uchapedza zvakasara patende rake.