Job 20:29 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiwo mugoʋe wowakaipa waanopiwa naMŋari, Nenhaka yaakatemerwa naMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Aya ndiwo magumo anogoverwa vakaipa naMwari, iyo nhaka yavakatemerwa naMwari.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uyu ndiwo mugove waMwari kumunhu akaipa ndiwo mubayiro waanotemerwa naMwari.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndiwo mugove womunhu akaipa waanopiwa naMwari, Nenhaka yaakatemerwa naMwari.”
Shona 2009?
Ndiwo mugove womunhu akaipa waanopiwa naMwari, Nenhaka yaakatemerwa naMwari."
Shona SUB 2002 Bible
Ndiwo mugove womunhu akaipa waanopiwa naMwari, Nenhaka yaakatemerwa naMwari.”