Job 20:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hauɀiziʋi here kuti kubva karekare, Kubva pakuiswa kwomunhu panyika,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Zvirokwazvo unoziva zvazvakanga zvakaita kubva kare, kubvira pakaiswa munhu panyika,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Unoziva wani kuti kubvira pasi chigare, kubvira pakaiswa munhu panyika,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hauzivi here kuti kubva kare-kare, Kubva pakuiswa kwomunhu panyika,
Shona 2009?
Hauzivi here kuti kubva kare-kare, Kubva pakuiswa komunhu panyika,
Shona SUB 2002 Bible
Hauzivi here kuti kubva kare–kare, Kubva pakuiswa kwomunhu panyika,