Job 20:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kuti kufara kwaʋakaipa hakuneŋguʋa huru, Nomufaro waʋasiŋgaɗi Mŋari kuti ndoweciŋguʋa?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuti kufara kwavakaipa kupfupi, mufaro wavasina Mwari ndowenguva duku.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
rufaro rwavakaipa rupfupi. Kupembera kwavakang'ora ndekwechinguvana chete.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kuti kufara kwavakaipa hakune nguva huru, Nomufaro wavasingadi Mwari kuti ndowechinguva?
Shona 2009?
Kuti kufara kwavakaipa hakune nguva huru, Nomufaro wavasingadi Mwari kuti ndowechinguva?
Shona SUB 2002 Bible
Kuti kufara kwavakaipa hakuna nguva huru, Nomufaro wavasingadi Mwari kuti ndowechinguva?