Job 20:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunyaŋge kukura kwake kukakwirira kuȿikira kuɗeŋga, Musoro wake ukaȿikira kumakore;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange kuzvikudza kwake kuchisvika kudenga, uye musoro wake uchindobata makore,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kunyange akati dzuu kumira kusvika kumatenga, musoro wake uchisvika kumakore,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kunyange kukura kwake kukakwirira kusvikira kudenga, Musoro wake ukasvikira kumakore;
Shona 2009?
Kunyange kukura kwake kukakwirira kusvikira kudenga, Musoro wake ukasvikira kumakore;
Shona SUB 2002 Bible
Kunyangwe kukura kwake kukakwirira kusvikira kudenga, Musoro wake ukasvikira kumakore;