Job 21:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunyaŋge ɀakaɗaro ʋanoti kunaMŋari: Ibvai kwatiri; Nokuti hatiɗi kuziʋa nzira dzenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange zvakadaro vanoti kuna Mwari, ‘Tisiyei takadaro! Hatina hanya nokuziva nzira dzenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Vanoti kuna Mwari tibvireipo, hatidi kuziva nzira dzenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kunyange zvakadaro vanoti kuna Mwari, ‘Ibvai kwatiri; Nokuti hatidi kuziva nzira dzenyu.’
Shona 2009?
Kunyange zvakadaro vanoti kuna Mwari, `Ibvai kwatiri; Nokuti hatidi kuziva nzira dzenyu.'
Shona SUB 2002 Bible
Kunyangwe zvakadaro vanoti kuna Mwari, ‘Ibvai kwatiri; Nokuti hatidi kuziva nzira dzenyu.’