Job 21:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye Wamasimba ose ndianiko, kuti timushumire? Ticaɓatsirwa neiko kana tikanyeŋgetera kwaari?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Wamasimba Ose ndianiko, kuti timushumire? Tinowaneiko kana tikamunamata?’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye Samasimba ndianiwo zvake, watinonzi tishandire isu? Chatinowana chii kana tikanamata kwaari?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye waMasimbaose ndianiko, kuti timushumire? Tichabatsirwa neiko kana tikanyengetera kwaari?
Shona 2009?
Iye waMasimbaose ndianiko, kuti timushumire? Tichabatsirwa neiko kana tikanyengetera kwaari?
Shona SUB 2002 Bible
Iye waMasimbaose ndianiko, kuti timushumire? Tichabatsirwa neiko kana tikanyengetera kwaari?