Job 21:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarirai, kufara kwaʋo hakuzi mumaʋoko aʋo; Mano aʋakaipa ari kure neni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi kubudirira kwavo hakusi mumaoko avo, naizvozvo ndinomira kure nerangano yavakaipa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Handiti kubudirira kwavo kuri mumaoko avo here? Ini mazano avaipi anondipesa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarirai, kufara kwavo hakuzi mumaoko avo; Mano avakaipa ari kure neni.
Shona 2009?
Tarirai, kufara kwavo hakuzi mumaoko avo; Mano avakaipa ari kure neni.
Shona SUB 2002 Bible
Tarirai, kufara kwavo hakuzi mumaoko avo; Mano avakaipa ari kure neni.