Job 21:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Meso ake amene ŋgaaʋone kuparadzwa kwake, Iye ŋgaanwe kutsamŋa kwoWamasimba ose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Meso ake pachake ngaaone kuparadzwa kwake; iye ngaanwe kutsamwa kwoWamasimba Ose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vazvionere nameso kuparadzwa kwavo, vambonwawo mukombe wehasha dzaSamasimba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Meso ake amene ngaaone kuparadzwa kwakwe, Iye ngaanwe kutsamwa kwowaMasimbaose.
Shona 2009?
Meso ake amene ngaaone kuparadzwa kwake, Iye ngaamwe kutsamwa kowaMasimbaose.
Shona SUB 2002 Bible
Meso ake amene ngaaone kuparadzwa kwakwe, Iye ngaanwe kutsamwa kwowaMasimbaose.