Job 21:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mumŋe unofa acinesimba rake rose, Akafara cose anorugare.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mumwe munhu anofa achine simba rake rizere, akanyatsogadzikana
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mumwe anogona kufa achiri kuzvinzwa akagarika zvake ari pamutambaratede,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mumwe anofa achine simba rake rose, Akafara chose anorugare.
Shona 2009?
Mumwe anofa achine simba rake rose, Akafara chose anorugare.
Shona SUB 2002 Bible
Mumwe anofa achine simba rake rose, Akafara chose anorugare.