Job 21:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mumŋe unofa aneshuŋgu dzomŋoyo, Asina‐kutoŋgoraʋira ɀakanaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mumwe munhu anofa ane shungu dzomwoyo, asina kumbonakidzwa nezvipi zvazvo zvakanaka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mumwe anofa achingorwadziwa mwoyo asina kana kumboravirawo chinhu chakanaka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mumwe anofa ane shungu dzomwoyo, Asina kutongaravira zvakanaka.
Shona 2009?
Mumwe anofa ane shungu dzomoyo, Asina kutongoravira zvakanaka.
Shona SUB 2002 Bible
Mumwe anofa ane shungu dzomwoyo, Asina kutongaravira zvakanaka.