Job 21:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanoʋata pasi pamŋe cete paguruʋa, Honye dzinoʋafukidza ʋose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanovata muguruva pamwe chete, uye honye dzinovafukidza vose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanorara zvimwechetezvo muvhu vose havambotani kunzi momote nehonye.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanovata pasi pamwechete paguruva, Honye dzinovafukidza vose.
Shona 2009?
Vanovata pasi pamwechete paguruva, Honye dzinovafukidza vose.
Shona SUB 2002 Bible
Vanovata pasi pamwechete paguruva, Honye dzinovafukidza vose.