Job 21:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarirai ndinoziʋa kufuŋga kwenyu, Namano akaipa amunondifuŋgira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ndinoziva chose zvamunofunga, iwo mano amunondikanganisa nawo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvamunoona, ndinoziva pfungwa dzenyu nekafungiro kenyu kokurwisana neni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarirai ndinoziva kufunga kwenyu, Namano akaipa amunondifungira.
Shona 2009?
Tarirai ndinoziva kufunga kwenyu, Namano akaipa amunondifungira.
Shona SUB 2002 Bible
Tarirai ndinoziva kufunga kwenyu, Namano akaipa amunondifungira.