Job 21:29 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hamuna‐kubvunza here ʋanofamba nenzira? Hamuziʋi ɀiratidzo ɀaʋo here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hauna kumbobvunza vafambi vaya here? Hauna kuva nehanya nokuzvidavirira kwavo here,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hamumbobvunzawosu vanofamba nzendo, hamungarambi zvavanopupura zvokuti pazuva renhamo yomuipi
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hamuna kubvunza here vanofamba nenzira? Hamuzivi zviratidzo zvavo here?
Shona 2009?
Hamuna kubvunza here vanofamba nenzira? Hamuzivi zviratidzo zvavo here?
Shona SUB 2002 Bible
Hamuna kubvunza here vanofamba nenzira? Hamuzivi zviratidzo zvavo here?