Job 21:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kuti munhu wakaipa unoɗarikwa pazuʋa renjodzi here? Kuti ʋanobviswa pazuʋa rokutsamŋa here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
zvokuti munhu akaipa anodarikwa pazuva renjodzi, kuti anorwirwa pazuva rokutsamwa?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
anonzi wakaipa anopunyuka pazuva repfumvu, uye kuti zuva rehasha ndiro rinotomununura?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kuti munhu akaipa anodarikwa pazuva renjodzi here? Kuti vanobviswa pazuva rokutsamwa here?
Shona 2009?
Kuti munhu wakaipa anodarikwa pazuva renjodzi here? Kuti vanobviswa pazuva rokutsamwa here?
Shona SUB 2002 Bible
Kuti munhu akaipa anodarikwa pazuva renjodzi here? Kuti vanobviswa pazuva rokutsamwa here?