Job 21:31 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndianiko uŋgamuziʋisa mufambire wake pacena? Ndiani ucamutsiʋa ɀaakaita here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndianiko anotsoropodza mafambiro ake pachena? Ndianiko ano muripira pane zvaakaita?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndiani anomutsiura zviito zvake akatarisana naye, kana anomuripisa zvaakaita?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndianiko angamuzivisa mufambiro wake pachena? Ndiani achamutsiva zvaakaita here?
Shona 2009?
Ndianiko angamuzivisa mufambiro wake pachena? Ndiani achamutsiva zvaakaita here?
Shona SUB 2002 Bible
Ndianiko angamuzivisa mufambiro wake pachena? Ndiani achamutsiva zvaakaita here?