Job 21:32 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino unotakurirwa kubgiro, Ʋanorinda rinda rake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye anotakurwa achiendeswa kuguva, uye rinda rake rinorindwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana atakurwa kuendeswa kumakuva vanoisa vanhu vokugaririra paguva.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino anotakurirwa kuhwiro, Vanorinda rinda rake.
Shona 2009?
Zvino anotakurirwa kuhwiro, Vanorinda rinda rake.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino anotakurirwa kuhwiro, Vanorinda rinda rake.