Job 21:34 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino munondinyaradza sei neɀisinamaturo, Ɀamasarirwa nenhema dzoga pakupindura kwenyu?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Saka mungandinyaradza sei nezvisina maturo? Hapana chasara pakupindura kwenyu asi nhema dzoga!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sei muchida kundinyararidza nezvinhu pasina, mhinduro dzenyu hadzichina chirimo kusiya nhema dzoga-dzoga.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino munondinyaradza sei nezvisina maturo, Zvamasarirwa nenhema dzoga pakupindura kwenyu?”
Shona 2009?
Zvino munondinyaradza sei nezvisina maturo, Zvamasarirwa nenhema dzoga pakupindura kwenyu?"
Shona SUB 2002 Bible
Zvino munondinyaradza sei nezvisina maturo, Zvamasarirwa nenhema dzoga pakupindura kwenyu?”