Job 21:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunyaŋge ndoɀiraŋgarira ndinotambudzika, Kutya kukuru kunoɓata nyama yaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinotya, pandinofunga izvi; kudedera kunobata muviri wangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndikazvirangarira zvinondidzongodza mwoyo muviri wangu wose unobva wadedera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kunyange ndozvirangarira ndinotambudzika, Kutya kukuru kunobata nyama yangu.
Shona 2009?
Kunyange ndozvirangarira ndinotambudzika, Kutya kukuru kunobata nyama yangu.
Shona SUB 2002 Bible
Kunyangwe ndozvirangarira ndinotambudzika, Kutya kukuru kunobata nyama yangu.