Job 22:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ko Mŋari haazi kuɗeŋga kumsoro‐soro here? Tarira kukwirira kwenyeredzi, dzakakwirira sei!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ko, Mwari haazi kumusoro kwokudenga here? Uye anoona kukurira kwakaita nyeredzi dzokumusoro-soro!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Handiti Mwari ari kumusoro kudenga here? Chimbotarira uone nyenyedzi dziri mudenga-denga, kukwirira kwadzakaita mudenga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ko Mwari haazi kudenga kumusoro-soro here? Tarira kukwirirwa kwenyeredzi, dzakakwirira sei!
Shona 2009?
Ko Mwari haazi kudenga kumusoro-soro here? Tarira kukwirira kwenyeredzi, dzakakwirira sei!
Shona SUB 2002 Bible
Ko Mwari haazi kudenga kumusoro–soro here? Tarira kukwirirwa kwenyenyedzi, dzakakwirira sei!