Job 22:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iwe unoɗa kuramba ucifamba nenzira yekare Yakatsikwa naʋanhu ʋakaipa here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ko, iwe ucharambira munzira yakare iya yakatsikwa navanhu vakaipa here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
uchiri kungotevedza here maitiro evechinyakare akafambwa navaipi,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iwe unoda kuramba uchifamba nenzira yekare. Yakatsikwa navanhu vakaipa here?
Shona 2009?
Iwe unoda kuramba uchifamba, nenzira yekare. Yakatsikwa navanhu vakaipa here?
Shona SUB 2002 Bible
Iwe unoda kuramba uchifamba nenzira yekare. Yakatsikwa navanhu vakaipa here?