Job 22:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋaciti: Ɀirokwaɀo ʋakatimukira ʋakaparadzwa; Ɀakasara ɀaʋo ɀakapedzwa nomŋoto.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
‘Zvirokwazvo vadzivisi vedu vaparadzwa, uye moto unopedza pfuma yavo.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vachitoti mhandu dzedu dzakaparadzwa zvakasara zvaroromeswa nomoto.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vachiti, ‘Zvirokwazvo vakatimukira vakaparadzwa; Zvakasara zvavo zvakapedzwa nomoto.’
Shona 2009?
Vachiti, `Zvirokwazvo vakatimukira vakaparadzwa; Zvakasara zvavo zvakapedzwa nomoto.'
Shona SUB 2002 Bible
Vachiti, ‘Zvirokwazvo vakatimukira vakaparadzwa; Zvakasara zvavo zvakapedzwa nomoto.’