Job 22:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ukadzokera kuno‐Wamasimba‐ose, ucaʋakwa; Kana ukabvisa ɀisakarurama kure namatente ako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana ukadzokera kuna Wamasimba Ose, uchavandudzwa: Kana ukabvisa zvakaipa uchizviisa kure netende rako,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ukadzokera kuna Samasimba wakazvidukupisa, uye ukabvisa uipi kure namatendhe enyu,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana ukadzokera kuno waMasimbaose, uchavakwa; Kana ukabvisa zvisakarurama kure namatende ako.
Shona 2009?
Kana ukadzokera kuno waMasimbaose, uchavakwa; Kana ukabvisa zvisakarurama kure namatende ako.
Shona SUB 2002 Bible
Kana ukadzokera kuno waMasimbaose, uchavakwa; Kana ukabvisa zvisakarurama kure namatende ako.