Job 22:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ʋakakusundira pasi, ucati: Ndicasimudzwa; Iye ucaponesa munhu unoɀininipisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu pavanodzikiswa imi mugoti, ‘Vasimudzei!’ ipapo achaponesa vakaraswa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti Mwari anodukupisa vanozvikudza achinunura vapasipasi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana vakakusundira pasi, uchati, ‘Ndichasimudzwa;’ Iye uchaponesa munhu anozvininipisa.
Shona 2009?
Kana vakakusundira pasi, uchati, `Ndichasimudzwa; Iye uchaponesa munhu anozvininipisa.
Shona SUB 2002 Bible
Kana vakakusundira pasi, uchati, ‘Ndichasimudzwa;’ Iye uchaponesa munhu anozvininipisa.