Job 22:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wamasimba ose unehanya nokururama kwako here? Iye uŋgaɓatsirwa naɀo kana iwe ukakwanisa nzira dzako here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Wamasimba Ose angawana mufaro weiko dai iwe wakarurama? Aibatsirwa neiko dai nzira dzako dzaiva dzakarurama?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye Samasimba anowana chimuko here paururami hwenyu, kana kuwana chaanowana paupenyu hwako kana husina chinoshoreka?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
WaMasimbaose une hanya nokururama kwako here? Iye angabatsirwa nazvo kana iwe ukakwanisa nzira dzako here?
Shona 2009?
waMasimbaose une hanya nokururama kwako here? Iye angabatsirwa nazvo kana iwe ukakwanisa nzira dzako here?
Shona SUB 2002 Bible
WaMasimbaose une hanya nokururama kwako here? Iye angabatsirwa nazvo kana iwe ukakwanisa nzira dzako here?