Job 22:30 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye ucarwira nyaŋgwe nomunhu unemhaka, Ɀirokwaɀo ucarwirwa iye nokucena kwamaʋoko ako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye achadzikinura kunyange iye zvake ane mhosva, iye acharwirwa kubudikidza nokuchena kwamaoko ako.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anonunura vakarurama iwewo uchanunurwa kana maoko ako achena.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye acharwira nyangwe nomunhu ane mhaka, Zvirokwazvo ucharwirwa iye nokuchena kwamaoko ako.”
Shona 2009?
Iye acharwira nyangwe nomunhu ane mhaka, Zvirokwazvo ucharwirwa iye nokuchena kwamaoko ako."
Shona SUB 2002 Bible
Iye acharwira nyangwe nomunhu ane mhaka, Zvirokwazvo ucharwirwa iye nokuchena kwamaoko ako.”