Job 22:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀakaipa ɀako haɀizakakura here? Ɀisina‐kururama ɀako haɀiperi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvakaipa zvako hazvina kukura here? Handiti zvivi zvako hazviperi?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Handiti huipi hwako here hwakaipisisa uhu naizvo zvitadzo zvako zvisingaperi izvi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvakaipa zvako hazvizakakura here? Zvisina kururama zvako hazviperi.
Shona 2009?
Zvakaipa zvako hazvizakakura here? Zvisina kururama zvako hazviperi.
Shona SUB 2002 Bible
Zvakaipa zvako hazvizakakura here? Zvisina kururama zvako hazviperi.