Job 22:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti wakatora ruɓatso kuhama yako pasina, Wakakunuŋgura ŋguʋo dzaʋakaŋga ʋasina‐kufuka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Wakakumbira rubatso kuhama dzako pasina; wakatorera vanhu nguo dzavo, uchivasiya vasina kupfeka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Pasina chikonzero wakaita kuti hama dzako dziripe chitsidzo chadzo. Uchivasiya vava musvo, vasina kupfeka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti wakatora rubatso kuhama yako pasina, Wakakunungura nguo dzavakanga vasina kufuka.
Shona 2009?
Nokuti wakatora rubatso kuhama yako pasina Wakakusunungura nguvo dzavakanga vasina kufuka.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti wakatora rubatso kuhama yako pasina, Wakakunungura nguo dzavakanga vasina kufuka.