Job 22:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hauna‐kupa ʋanenyota mvura kuti ʋanwe, Wakanyima ʋanenzara ɀokudya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Wakanyima mvura vasina simba uye wakanyima vane nzara zvokudya,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Wainyima iwe vane nyota mvura yokunwa uchinyima vane nzara chokudya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hauna kupa vane nyota mvura kuti vanwe, Wakanyima vane nzara zvokudya.
Shona 2009?
Hauna kupa vane nyota mvura kuti vamwe, Wakanyima vane nzara zvokudya.
Shona SUB 2002 Bible
Hauna kupa vane nyota mvura kuti vanwe, Wakanyima vane nzara zvokudya.