Job 22:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi munhu unesimba, nyika ndeyake; Munhu unokudzwa, ndiye wakagara mairi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kunyange wakanga uri munhu ane simba, ane nyika yake, uri munhu anokudzwa, agere pairi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Waipa vane simba roukuru nyika ichiva misha yechizivano newe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi munhu ane simba, nyika ndeyake; Munhu anokudzwa, ndiye akagara mairi.
Shona 2009?
Asi munhu ane simba, nyika ndeyake; Munhu anokudzwa, ndiye akagara mairi.
Shona SUB 2002 Bible
Asi munhu ane simba, nyika ndeyake; Munhu anokudzwa, ndiye akagara mairi.