Job 22:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakadziŋga cirikadzi dzisinecinhu, Maʋoko enherera akavuniwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Wakadzinga chirikadzi dzisina chinhu uye wakavhuna maoko enherera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Waiendesa chirikadzi dzisina chinhu usingatsigire nherera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akadzinga chirikadzi dzisine chinhu, Maoko enherera akavhuniwa.
Shona 2009?
Akadzinga chirikadzi dzisine chinhu, Maoko enherera akavhuniwa.
Shona SUB 2002 Bible
Akadzinga chirikadzi dzisine chinhu, Maoko enherera akavhuniwa.