Job 23:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Handina‐kudzoka pamurairo wemiromo yake; Ndakaceŋgeta sefuma mashoko omuromo wake kupfuʋura mugoʋe weɀokudya ɀaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Handina kumbobva pamirayiro yemiromo yake; ndakachengetedza mashoko omuromo wake kupfuura chingwa changu chamazuva ose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Handina kusiyana nemitemo inobva mumuromo make mazwi omumuromo make ndakaaisa mudura romumwoyo mangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Handina kudzoka pamurairo wemiromo yake; Ndakachengeta sepfuma mashoko omuromo wake kupfuura mugove wezvokudya zvangu.
Shona 2009?
Handina kudzoka pamurairo wemiromo yake; Ndakachengeta sefuma mashoko omuromo wake kupfuura mugove wezvokudya zvangu.
Shona SUB 2002 Bible
Handina kudzoka pamurairo wemiromo yake; Ndakachengeta sepfuma mashoko omuromo wake kupfuura mugove wezvokudya zvangu.