Job 23:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti unoita ɀandakatemerwa; Neɀinhu ɀizhinji ɀakaɗai ɀiri kwaari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Anoita zvaakatema pamusoro pangu, uye urongwa huzhinji hwakadai achinahwo mudura rake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvaakanditemera achatozviita. Hazvisi zvoga izvozvo ane zvimwe zvakawanda mupfungwa dzake zvakadaro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti anoita zvandakatemerwa; Nezvinhu zvizhinji zvakadai zviri kwaari.
Shona 2009?
Nokuti anoita zvandakatemerwa; Nezvinhu zvizhinji zvakadai zviri kwaari.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti anoita zvandakatemerwa; Nezvinhu zvizhinji zvakadai zviri kwaari.