Job 23:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saka ndinotambudzika pamberi pake; Kana ndicimufuŋga ndinomutya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndokusaka ndichitya pamberi pake; pandinofunga nezvose izvi, ndomutya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndokusaka ndichidedera nokutya pamberi pake ndikangozvifunga chete, ndinobva ndatonyanya kumutya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saka ndinotambudzika pamberi pake; Kana ndichimufunga ndinomutya.
Shona 2009?
Saka ndinotambudzika pamberi pake; Kana ndichimufunga ndinomutya.
Shona SUB 2002 Bible
Saka ndinotambudzika pamberi pake; Kana ndichimufunga ndinomutya.