Job 23:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Mŋari wakatorera mŋoyo waŋgu simba, Wamasimba‐ose wakandivundusa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwari akaita kuti mwoyo wangu uziye; Wamasimba Ose akandivhundutsa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari akaita kuti ndive mbwende, Samasimba akandityisidzira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Mwari akatorera mwoyo wangu simba, waMasimbaose akandivhundusa.
Shona 2009?
Nokuti Mwari akatorera moyo wangu simba, waMasimbaose akandivhundusa.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti Mwari akatorera mwoyo wangu simba, waMasimbaose akandivhundusa.