Job 23:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti handina‐kuparadzwa nokuɗa kwerima, Kana nokuɗa kwerima guru rakafukidza ciso caŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange zvakadaro rima harina kuita kuti ndinyarare, rima guru rakafukidza chiso changu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvakadaro zvazvo rima harina kundipfumbira muromo akandinzvengesa kuzarima guru.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti handina kuparadzwa nokuda kwerima, Kana nokuda kwerima guru rakafukidza chiso changu.”
Shona 2009?
Nokuti handina kuparadzwa nokuda kwerima, Kana nokuda kwerima guru rakafukidza chiso changu."
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti handina kuparadzwa nokuda kwerima, Kana nokuda kwerima guru rakafukidza chiso changu.”