Job 23:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndaiziʋa mashoko aanondipindura nawo, Ndainzwisisa ɀaanondiʋudza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndaizoziva hangu zvaaizondipindura, uye ndaizocherechedza zvaaizoreva.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndipo pandichaziva zvaanondipindura ndigonzwisisa zvaanotaura kwandiri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndaiziva mashoko aanopindura nawo, Ndainzwisisa zvaanondiudza.
Shona 2009?
Ndaiziva mashoko aanopindura nawo, Ndainzwisisa zvaanondiudza.
Shona SUB 2002 Bible
Ndaiziva mashoko aanopindura nawo, Ndainzwisisa zvaanondiudza.