Job 23:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Uŋgaita nharo neni nesimba rake guru here? Kwete; asi uŋganditerera hake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kuti aizondidzivisa nesimba guru here? Kwete, haaizondipomera mhaka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Angaite mapitse neni here? Noukuru hwesimba rake kudaro? Kwete, anotondinzwa chete.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Angaita nharo neni nesimba rake guru here? Kwete; asi anganditeerera hake.
Shona 2009?
Angaita nharo neni nesimba rake guru here? Kwete; asi anganditeerera hake.
Shona SUB 2002 Bible
Angaita nharo neni nesimba rake guru here? Kwete; asi anganditeerera hake.