Job 23:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Apo wakarurama uŋgataurirana naye; Kuti ndisunuŋgurwe nokusiŋgaperi pamutoŋgi waŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo munhu akarurama aigona kuzotura mhaka yake pamberi pake, uye ndaizosunungurwa kubva pamutongi wangu nokusingaperi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo munhu akarurama anogona kutaura naye, mutongi wangu achitosvika pakutonditi handina mhosva zvachose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Apo akarurama angataurirana naye; Kuti ndisunungurwe nokusingaperi pamutongi wangu.
Shona 2009?
Apo akarurama angataurirana naye; Kuti ndisunungurwe nokusingaperi pamutongi wangu.
Shona SUB 2002 Bible
Apo akarurama angataurirana naye; Kuti ndisunungurwe nokusingaperi pamutongi wangu.