Job 24:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanhu ʋanogomera mukati meguta rinaʋanhu ʋazhinji, Ʋuye mŋeya yaʋakakuʋadzwa inocema; Kunyaŋge ɀakaɗaro Mŋari haanehanya neɀisina‐kururama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kugomera kwavanhu vanofa kunonzwika muguta, uye mweya yavakakuvadzwa inochema kuti ibatsirwe. Asi Mwari haana munhu waanopa mhosva.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vari kufa vari kuwuwura kunze kweguta, kunonzwika kugurukuta kwavakakuvara vachitsvaka rubatsiro asi Mwari haamboteerera zvake munamato yavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanhu vanogomera mukati meguta rina vanhu vazhinji, Uye mweya yavakakuvadzwa inochema; Kunyange zvakadaro Mwari haane hanya nezvisina kururama.
Shona 2009?
Vanhu vanogomera mukati meguta rina vanhu vazhinji, Uye mweya yavakakuvadzwa inochema; Kunyange zvakadaro Mwari haane hanya nezvisina kururama.
Shona SUB 2002 Bible
Vanhu vanogomera mukati meguta rina vanhu vazhinji, Uye mweya yavakakuvadzwa inochema; Kunyangwe zvakadaro Mwari haane hanya nezvisina kururama.