Job 24:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti maŋgwanani akaita serima guru kwaʋari ʋose; Nokuti ʋanoziʋa kutyisa kwerima guru.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kwavari vose zvavo, rima guru ndiwo mangwanani avo; vanoita ushamwari nokutyisa kwerima.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti zarima hapana zvariri kwavari vose, pamusana pokuti vanoushamwari nezvinotyisa zverima.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti mangwanani akaita serima guru kwavari vose; Nokuti vanoziva kutyisa kwerima guru.
Shona 2009?
Nokuti mangwanani akaita serima guru kwavari vose; Nokuti vanoziva kutyisa kwerima guru.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti mangwanani akaita serima guru kwavari vose; Nokuti vanoziva kutyisa kwerima guru.